January 13-19
MAPISAREMA 135-137
Rwiyo 2 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)
1. “Ishe Wedu Mukuru Kupfuura Vamwe Vanamwari Vese”
(10 min.)
Jehovha akaratidza kuti ane simba pamusoro pezvinhu zvese zvaakasika (Pis 135:5, 6; it-2-E 661 ¶4-5)
Anodzivirira vanhu vake (Eks 14:29-31; Pis 135:14)
Anotibatsira patinenge takaora mwoyo (Pis 136:23; w21.11 6 ¶16)
2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari
(10 min.)
Pis 135:1, 5—Nei shoko rekuti “Jah” richishandiswa kakawanda muBhaibheri? (it-1-E 1248)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
3. Kuverenga Bhaibheri
(4 min.) Pis 135:1-21 (th chidzidzo 11)
4. Kutanga Kukurukura Nevanhu
(3 min.) KUPARIDZA ZVISINA KURONGWA. Taura nemunhu anenge aratidza kufarira kuti mungazokurukura sei zvakare. (lmd chidzidzo 2 pfungwa 4)
5. Kudzokera Kuvanhu Vakaratidza Kufarira
(4 min.) PAIMBA NEIMBA. Koka munhu kumusangano. (lmd chidzidzo 9 pfungwa 4)
6. Kutsanangura Zvaunotenda
(5 min.) Muenzaniso. ijwfq nyaya 7—Musoro: Zvapupu zvaJehovha vaKristu Here? (th chidzidzo 12)
Rwiyo 10
7. Zvemuungano Yenyu
(15 min.)
8. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano
(30 min.) bt chits. 21 ¶1-7, bhokisi riri papeji 166