Mhuri
Jehovha ndiye akaita kuti pave nemhuri
Vabereki
Ona “Vabereki”
Vanababa
Ona “Vanababa”
Vanaamai
Ona “Vanaamai”
Varume, Vakadzi
Ona “Wanano”
Vana
Jehovha anoda kuti vana vaitei mumhuri?
Nei vana vachifanira kuteerera vabereki vavo?
-
Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:
-
Pis 78:1-8—VaIsraeri vaiudza vana vavo zvakaitwa nemadzitateguru avo kuti vavabatsire kuti vasapandukire Jehovha uye varambe vachivimba naye
-
Ru 2:51, 52—Jesu akanga asina chivi asi aiteerera vabereki vake vaiva nechivi
-
Nei vamwe vana vasingateereri vabereki vavo?
Mwari anoona sei vana vasingateereri vabereki?
-
Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:
-
Dhe 21:18-21—Mutemo waMozisi waiti mwana ane musikanzwa, anopandukira, asingateereri vabereki vake ari chidhakwa aifanira kuurayiwa
-
2Mad 2:23, 24—Vamwe vakomana 42 vakabvamburwa-bvamburwa nemabheya maviri pavakanyomba mumiririri waMwari, Erisha
-
Vabereki vanofanira kuona sei basa ravakapiwa rekurera vana?
-
Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:
-
Re 26:9—VaIsraeri vaiona vana sechikomborero chaibva kuna Jehovha
-
Job 42:12, 13—Jehovha akakomborera kuperera kwaJobho nekumupa vamwe vana 10
-
Jehovha anoda kuti vana vabatane sei mumhuri?
Vana vanofanira kuitireiwo vabereki vavo uye vanambuya nasekuru vavo?
-
Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:
-
Ge 11:31, 32—Abrahamu paaitama kubva kuUri, akaenda nababa vake Tera uye akavachengeta kusvika pavakazofa
-
Mt 15:3-6—Jesu akashandisa Mutemo waMozisi kuti aratidze kuti vana vanofanira kuchengeta vabereki vavo
-
Hama Dzemurume, Hama Dzemukadzi
Mbuya Nasekuru
Ona “Mbuya Nasekuru”