MUKAI! Nhamba 1 2016 | Zvaungaita Kuti Ufare

Mafungiro akanaka angakubatsira kupfuura zvaunofungidzira.

NYAYA IRI PAKAVHA

Zvaungaita Kuti Ufare

Zvinotaurwa neBhaibheri zvinogona kuita kuti ufare here?

Unozivei nezveZvapupu zvaJehovha?

Ongorora chokwadi nemibvunzo 8 iri munyaya ino.

MAZANO EKUBATSIRA MHURI

Ungawana Sei Shamwari Dzechokwadi?

Mazano mana anogona kukubatsira kuti uve shamwari yakanaka uye uve neshamwari dzechokwadi.

NYIKA DZAKASIYANA-SIYANA

Kushanya kuLiechtenstein

Chii chinokwezva vanhu kuti vashanyire kanyika aka kubva panotanga gore kusvika parinopera

ZVINOTAURA BHAIBHERI

Denga

Vanhu vose vakanaka vanoenda kudenga here kana vafa?

ZVAKANGOITIKA ZVEGA HERE?

Kuchinja Mavara Kunoita Cuttlefish

Mainjiniya ari kuedza kutevedzera zvinoitwa necuttlefish nekugadzira hembe dzinokwanisa kuchinja mavara pasina kana sekondi.

Zvimwe Zviri paIndaneti

Kana Munhu Akafa Anoendepi?

Vakafa vanoziva zviri kuitika here?

Vechiduku Vanotaura Nezvokushandisa Mari

Inzwa mazano nezvokushandisa mari zvakanaka, kuisevha, uye kusanyanya kuida.