Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

MUKAI! Nhamba 5 2017 | Kana Njodzi Ikaitika Zvii Zvatingaita?

Nei zvakakosha kugadzirira njodzi dzisati dzaitika?

Bhaibheri rinoti: “Munhu ane njere anoona dambudziko ovanda; vasina zivo vanopfuura havo votambura migumisiro yacho.”​—Zvirevo 27:12.

Magazini ino ine mazano ezvatinogona kuita njodzi isati yaitika, painoitika uye painenge yapera.

 

NYAYA IRI PAKAVHA

Kana Njodzi Ikaitika Zvii Zvatingaita?

Mazano aya anogona kuita kuti iwe nevamwe mupone.

Zvaungaita Kuti Usapambadza Zvinhu

Chimboona zvaungaita kuti usapambadza zvinhu paunenge uri pamba, paunoita nzendo uye paunoitawo zvimwe zvinhu.

ZVINOTAURA BHAIBHERI

Hondo

VaIsraeri pavairwa hondo, vaitsigirwa naMwari wavo, Jehovha. Iye zvino achiri kutsigira hondo here?

MAZANO EKUBATSIRA MHURI

Kunakidzwa Nekuita Zvinhu Zvinotyisa Kwakaipa Here?

Vechidiki vakawanda vanonakidzwa nekuita zvinhu zvavasati vamboita, dzimwe nguva vachiita zvinhu zvinotyisa. Unonzwawo uchida kuzviita here?

NYIKA DZAKASIYANA-SIYANA

Kushanya kuKazakhstan

Kare, vanhu vekuKazakhstan vaigara mumatende. Mararamiro avanoita mazuva ano anoratidzei nezvetsika dzavo?

ZVAKANGOITIKA ZVEGA HERE?

Shepi Yematemhe Ehozhwa

Zvakaita matemhe ehozhwa zvinodzidzivirira.

Zvimwe Zviri paIndaneti

Sei Zvapupu zvaJehovha Zvisingaendi Kuhondo?

Pasi rese Zvapupu zvaJehovha zvinozivikanwa nekusaenda kuhondo. Zvinoreva here kuti vanogona kupandukira hurumende? Inzwa zvikonzero zvinoita kuti tisaenda kuhondo.

Panoitika Njodzi, Rudo Rwunotiita Kuti Tibatsire Vamwe

Munyika dzakawanda, Zvapupu zvaJehovha zvinoyamura vanhu vanenge vawirwa nenjodzi.