Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

NHARIREYOMURINDI Nhamba 4 2017 | Bhaibheri Rinoti Chii Chinoitika Kana Munhu Afa?

UNOFUNGEI?

Mwari aida kuti tife here? Bhaibheri rinoti: [Mwari] achapukuta misodzi yose pamaziso avo, rufu haruchazovipo.”​Zvakazarurwa 21:4.

Magazini ino inotsanangura kuti Bhaibheri rinoti chii chinoitika kana munhu afa.

 

NYAYA IRI PAKAVHA

Mubvunzo Wanetsa Vanhu

Sezvo vanhu vachitaura zvakasiyana siyana panyaya yekuti chii chinoitika kana munhu afa, tingawana kupi mhinduro yechokwadi?

NYAYA IRI PAKAVHA

Bhaibheri Rinoti Chii Chinoitika Kana Munhu Afa?

Pane chinoramba chichirarama here kana munhu afa? Mweya unofa here? Vakafa vari kupi?

Hama Yako Painobatwa Nechirwere Chisingarapiki

Vemumhuri vangachengeta sei murwere anenge aine chirwere chisingarapiki? Chii chingabatsira vanenge vachichengeta murwere kuti vasaodzwa mwoyo nezvinenge zvichiitika?

MaBhaibheri echiHebheru aElias Hutter

Elias Hutter, wekuma1500, akabudisa maBhaibheri maviri echiHebheru ainyanya kukosha.

Bhii Diki rechiHebheru Rinosimbisa Kutenda Kwedu

Chii chairehwa naJesu paakataura nezvebhii dikisa rearufabheti?

Paradhiso Yepanyika Ichavako Here Kana Kuti Kurota?

Nyaya yekuti kare kwaimbova neparadhiso inyaya inozivikanwa nevakawanda pasi rese kubvira kare. Paradhiso ichazombovapo zvekare here?

Bhaibheri Rinotii?

Zvinoita sekuti kuzvidya mwoyo kwagara kungori muvanhu. Kuchazombopera here?

Zvimwe Zviri paIndaneti

Nei Vanhu Vachifa?

Mhinduro yeBhaibheri pamubvunzo uyu inonyaradza uye inopa tariro.