Indekisi Yemisoro yeNharireyomurindi Ya2001
Indekisi Yemisoro yeNharireyomurindi Ya2001
Kuratidza musi wemagazini inowanika nyaya yacho
BHAIBHERI
Henry VIII neBhaibheri, 1/1
Kurwira kuti rive muchiGiriki Chemazuva Ano, 11/15
Septuagint, 9/15
DZAKASIYANA-SIYANA
Atari Kuna Mwari Asina Zita, 7/15
Chechi neHurumende muByzantium, 2/15
Chidzidzo Kubva Munhau Yezvaiitika Kare muRoma (mitambo yairwisana vanhu nechinangwa chokuurayana), 6/15
Chimwe Chinhu Chikuru Kupfuura Upfumi hweIjipiti (Mosesi), 6/15
Chitendero—Chinotsigirwa Sei Nemari? 12/1
“Gadzirira, Izvi Zvingakurwadza,” 3/1
Guta Pamusoro Pegomo, 2/1
Imhosva Yaani—Yako Here Kana Kuti Wakazvarwa Wakadaro? 6/1
Kuchengeteka Kunobva Pai? 4/15
Joshua, 12/1
Kubhabhatidzwa kwaClovis, 3/1
Kudavira Mashura, 8/1
Kunyaradzwa muNyika Yatambura, 10/1
Kutenda Nokunzwisisa Zvinopindirana Here? 4/1
Kuomesa Chitunha, 3/15
Kuremara Kuchapera, 5/1
Kuvimbika Kunaani? 8/15
Mifananidzo, 7/1
“Mukadzi Wakanaka Kwazvo” (Rute), 6/15
Mukoma Nomunun’una Vakava Nemafungiro Akasiyana (Kaini naAbheri), 1/15
Moto Wehero, 7/15
Muti “Unochema” Ne“misodzi” Yawo, 1/15
Nhema Dzinotaurwa Pamusoro Porufu, 6/15
Nheyo dzaMwari Dzinogona Kubatsira, 2/15
Nikodhimo, 2/1
Nyika Yekare Yakaparadzwa (Mafashamo), 3/1
Nzvimbo Dzokunamatira Tinodzida Here? 11/15
Rufu, 6/1
Satani—Munhu Wokungofungidzira Here Kana Kuti Munhu Chaiye? 10/15
Shafani Nemhuri Yake, 12/15
Tertullian, 5/15
Unofanira Kuva Munhu Asina Hanya Nezvakawanda Here? 10/1
Usanyengerwa, 7/1
Utungamiriri Hwakanaka, 3/15
Vanhu Vose Vachazomboenzana Here? 1/1
“Varume Vatatu Vakachenjera,” 12/15
Vavakidzani, 9/1
“Vasande,” 9/15
VaWaldenses, 3/15
Vimba naMwari Chaiye 1/15
Yoga, 8/1
Zvatinodzidza Pashuramurove, 8/1
Zvinetso Zvevanhu, 6/15
JEHOVHA
Mwari Ndiani? 5/15
Tetragrammaton Mushanduro yeSeptuagint, 6/15
Vimba naJehovha, Chaiye, 1/15
JESU KRISTU
Kuberekwa kwaJesu, 12/15
MIBVUNZO INOBVA KUVAVERENGI
Abheri aiziva here kuti zvibayiro zvemhuka ndizvo zvaifanira kubayirwa? 8/1
Chivanze umo “boka guru” rinoshumira riri (Zva 7:15), 5/1
Kuroorana kwehama, 2/1
Kurovedza mwana mumhuri dzine zvitendero zvakasiyana, 8/15
Kusakwana kwaMariya kwakavhiringidza kunambwa kwaJesu here? 3/15
Lucifer (Isa 14:12, KJ), 9/15
Mhiko kuna Mwari dzinosungirwa nguva dzose here? 11/15
Munyengetero usingatauri kuti “muzita raJesu,” 4/15
Ndonda kana munhu akaremara kwazvo vanofanira kunyudzwa mumvura here? 6/1
Ngoni dzaJehovha dzinopfavisa kururamisira kwake here? 3/1
Pachava nenhamba yakakura kwazvo here ichatsauswa pamuedzo wokupedzisira? (Zvak 20:8), 12/1
Tinofanira kutenga chivako kwava kuchiita Imba yoUmambo kubva kuboka rechitendero here? 10/15
Unofanira kuenda kumariro kana kuti kumuchato uri kuitirwa muchechi here? 5/15
Uwandu hwevana vaJese (1Sa 16:10, 11; 1Mak 2:13-15), 9/15
Vakadzi vechiKristu vanofanira kupfeka chifukidziro chomusoro rini? 7/15
Zvakaipa here kubhejera nemari shoma? 11/1
Zvingabvumirwa here kupa hurukuro yemariro omunhu akazviuraya? 6/15
Zvinoreva ku“dzivisa kusvika pakubuda ropa” (VaH 12:4), 2/15
MUSHUMO WEVAZIVISI VOUMAMBO
2/1, 4/1, 6/1, 8/1, 10/1, 11/1
NYAYA DZOUPENYU
“Hapana Chandaizochinja!” (G. Allen), 9/1
Jehovha Akatidzidzisa Kutsungirira (A. Apostolidis), 2/1
Jehovha Ave Achindipa “Simba Rinopfuura Romuzvarirwo” (H. Marks), 1/1
Kudyara Rudo rwaJehovha Mumwoyo Yevana Vedu (W. Matzen), 5/1
Kupiwa Mubayiro Nokuzvipira Kuna Mwari (W. Aihinoria), 6/1
Kushumira Nepfungwa Yokuzvipira (D. Rendell), 3/1
Kusimbiswa Noukama Hwedu Hwomunyika Yose (T. Kangale), 7/1
Kwatakanoshanda Tiri Mamishinari Ndiko Kwakava Musha Wedu (D. Waldron), 12/1
Ndakwegura uye Ndagutsikana Nemakore Angu (M. Smith), 8/1
Ropafadzo Yokubatanidzwawo Mukuwedzera Kwakaitika Hondo Yapera (F. Hoffmann), 10/1
Takarambira Munzvimbo Yedu Yebasa (H. Bruder), 11/1
NYAYA HURU DZOKUDZIDZA
“Achaswedera Pedyo Nemi,” 12/15
“Aisataura Kwavari Pasina Mufananidzo,” 9/1
Chiedza chaMwari Chinodzinga Rima! 3/1
Chokwadi Chinokosha Sei Kwauri? 3/1
Dzidza Uye Dzidzisa Tsika dzechiKristu, 6/15
“Dzivisai Dhiyabhorosi,” 10/15
Farira Kudzidza Shoko raMwari Uri Woga, 12/1
“Hapana Mumwe Munhu Akambotaura Zvakafanana Neizvi,” 9/1
Farira Kururama kwaJehovha, 6/1
Jehovha Ane Hanya Newe, 10/15
Jehovha Anokomborera uye Anodzivirira Vaya Vanoteerera, 10/1
Jehovha Anoshongedza Vanhu Vake Nechiedza, 7/1
Jehovha Anovenga Kunyengera, 5/1
Jehovha—Muenzaniso Mukuru Worunako, 1/15
Kristu Anotungamirira Ungano Yake, 3/15
Kubatsirwa Nomutsa Une Rudo waJehovha, 5/15
Kucheneswa Sevanhu Vemabasa Akanaka Kwazvo, 6/1
Kudzidza Tiri Toga Kunotishongedzera Sevadzidzisi, 12/1
Kuita Zvinodiwa naJehovha Kunomukudza, 5/1
Kushongedzerwa Zvizere Sevadzidzisi veShoko raMwari, 2/15
Kutsungirira “Munzwa Munyama,” 2/15
Mbiri yaJehovha Inopenya Pavanhu Vake, 7/1
Mitemo yaMwari Iripo Kutibatsira, 4/15
“Mufambiro Wenyu Ngauve Wakanaka Kwazvo Pakati Pemamwe Marudzi,” 11/1
“Ndakuitirai Muenzaniso,” 8/15
Ndiani Achapona Pazuva raJehovha? 5/1
Nei Tichifanira Kubhabhatidzwa? 4/1
Pakutsungirira Kwenyu Wedzerai Kuzvipira Kuna Mwari, 7/15
Ramba Uchishumira Jehovha Nomwoyo Wakasimba, 4/1
Rambai Muchiita Zvakanaka, 1/15
Rambai Muchiita Zvinhu Zvamakadzidza, 9/15
Rambai Muchishumira Makabatana, 11/15
‘Ramba Uchinditevera,’ 8/15
Ratidza Mutsa Une Rudo Kune Vaya Vanoda Kubatsirwa, 5/15
Remekedza Chiremera chaMwari Nokuvimbika, 8/1
“Swederai Pedyo naMwari,” 12/15
Teerera Sezvo Mugumo Unoswedera Pedyo, 10/1
Tevedzera Mudzidzisi Mukuru, 9/1
Tevedzera Zvaifanira Kuita Mambo, 6/15
Tinokurudzirwa Ne“zvinhu Zvikuru zvaMwari,” 8/1
Tungamirira Nhanho Dzako Nenheyo Dzemitemo yaMwari, 4/15
Uri Pakati Peavo Vanodiwa naMwari Here? 2/1
Utungamiriri hwaKristu Ndohwechokwadi Kwauri Here? 3/15
Vakatsungirira Minzwa Munyama Yavo, 2/15
Vanoramba Vachifamba Muchokwadi, 7/15
VaKristu Vanoda Rubatsiro Rwomumwe Nomumwe, 11/15
VaKristu Vanonamata Nomudzimu Nechokwadi, 7/15
VaKristu Vasina Kwavakarerekera Mumazuva Okupedzisira, 11/1
VaKristu Vose Vechokwadi Vaparidzi Veevhangeri, 1/1
Wakagamuchira “Mudzimu Wechokwadi” Here? 2/1
‘Zvichenjererei Kupfuura Zvamunosiita,’ 9/15
Zvikomborero Zvinobva Mumashoko Akanaka, 1/1
UPENYU UYE UNHU HWECHIKRISTU
Dyara Kururama, Kohwa Mutsa waMwari Une Rudo (Zvi 11), 7/15
“Fudzai Boka raMwari,” 11/15
Godo, 10/15
‘Kanganwiranai Zvikuru,’ 9/1
Kudzidzisa Kwako Kunobatsira Here? 7/1
Kufamba Munzira dzaJehovha, 7/1
Kuita Kuti Mazuva Akoshe Kuna Jehovha,? 11/15
Kuita Zvinhu Nomwoyo Wose—Kunokomborerwa naJehovha Rini? 8/1
Kukumbira Ruregerero, 11/1
‘Kuparidza Shoko’ Kunozorodza, 1/15
Kurera Vana Munyika Isiri Yako, 10/15
Kurumbidza, 11/1
Kusurukirwa, 3/15
Kutendeseka, 8/15
Kuungana Pamwe Chete, 11/15
Kuvimbika Kunotungamirira Vakarurama (Zvi 11), 5/15
Mano Okufunga, 8/15
Mwari Anogamuchira Marudzi Ose, 4/1
Rucheno, 2/1
Rudo Mumhuri, 12/15
“Ruponeso Runobva Kuna Jehovha” (mhemberero dzokutsigira nyika), 9/15
Simbisai Maoko Enyu, 12/1
Tinofanira Kuona Sei Miedzo? 9/1
Tsitsi, 4/15
“Urambe Uchizvirovedza,” 10/1
Utiziro Pamhepo, 2/15
Vakuru—Rovedzai Vamwe, 1/1
Zvakavanzika, 6/15
ZVAPUPU ZVAJEHOVHA
Balkans (Shanduro yeNyika Itsva), 10/15
Basa Rinosimudzira Tsika Dzakanaka (Mozambique), 11/15
Chii Chinodiwa Kuchengetedza Hana Yakachena? 2/15
“Chiri Kuita Kuti Ndikudzorerei Mari Yenyu,” 8/15
Dzimba dzoUmambo Dzakazarukira Munhu Wose, 11/1
Imba yoUmambo Inopiwa Menduru (Finland), 10/1
Kokorodzano Dzemarudzi Akawanda Muna 2003, 7/1
Kubatsira Kwakaita Mumwe Mwanakomana Baba Vake, 5/1
Kudzidza Kuverenga (Solomon Islands), 8/15
Kupedza Kudzidza kuGiriyedhi, 6/15, 12/15
Kuwedzera Kunoita Kuti Padiwe (Dzimba Dzakawanda), 5/15
Mabasa Akanaka Anopa Mbiri Kuna Mwari (Italy), 1/15
Makomo ePhilippine, 4/15
Misangano, 3/15
Musangano wegore negore wa2001, 4/1
“Ngatiitirei Vose Zvakanaka,” 7/15
Patafura yaKaputeni (R. G. Smith), 12/1
Pwere Dzinoda Chokwadi, 10/1
‘Rudo Rwedu Rwakawedzerwa,’ (kuputika kwegomo kwakaitika kuJapan), 3/1
“Vadzidzisi Veshoko raMwari” Kokorodzano Dzoruwa, 1/15
Vafundisi Vaionga Mabhuku aRussell, 4/15
Vane Kuchenjera Kwavowo (mipiro yevana), 2/1
Vanhu Vakafira Kutenda Vemazuva Ano (Sweden), 2/1
Vatsigiri Vokunamata Kwechokwadi (mipiro), 11/1
Vechiduku Vanozorodza, 9/15