NHARIREYOMURINDI—YEKUDZIDZA February 2013
Magazini ino inokurukura nhaka inokosha yatinayo sevanhu vaJehovha. Onawo kuti tingaramba sei tichidzivirirwa naJehovha.
Iyi Ndiyo Nhaka Yedu Inobva Kuna Mwari
Wedzera kuonga kwaunoita nhaka yedu inobva kuna Mwari nokudzidza zvakaitirwa vanhu vose naJehovha uye zvaakaitira vanhu vake.
Unokoshesa Nhaka Yedu Inobva Kuna Mwari Here?
Kuziva uye kukoshesa nhaka yedu inobva kuna Mwari kunogona kukubatsira kuramba wakaperera kuna Mwari.
Varindi vomuMuzinda waMambo Vanoparidzirwa
Pauro aiparidza pose paaiwana mukana. Ona kuti zvaakaita zvingakukurudzira sei kumutevedzera.
Ramba Uri Mumupata waJehovha Unodzivirira
Mupata wokudzivirira chii uye vanamati vaJehovha vangadzivirirwa sei imomo?
Ngwarira Zvinovavarirwa Nemwoyo
Dzimwe nguva mwoyo wedu unoedza kupa tuzvikonzero patinoita zvakaipa. Chii chinogona kutibatsira kunyatsoziva zviri mwoyo medu?
Usarega Chero Chii Zvacho Chichiita Kuti Usakudzwa
Ungawana sei rukudzo kubva kuna Mwari? Chii chingakutadzisa kuruwana?
Aiva Wemhuri yekwaKayafasi
Kuonekwa kwakaitwa bhokisi remapfupa aMiriam kunopa uchapupu hwokuti Bhaibheri rinotaura nezvevanhu chaivo vaibva kumhuri dzaitovapo.
KUBVA MUDURA RENHOROONDO YEDU
Mutambo “Waisakanganwika” Wakauya Panguva Yakakodzera
Ona kuti mutambo mutsva wainzi “Creation Drama” wakabatsira sei Zvapupu zvokuGermany kuti zvitsungirire miedzo muHondo Yenyika II.