NHARIREYOMURINDI September 2014 | Vanhu Vachaparadza Pasi Rino Zvokusagadzirisika Here?
Tingaita sei kuti nyika isasvika pekuti haichagadzirisiki?
NYAYA IRI PAKAVHA
Vanhu Vachaparadza Pasi Rino Zvokusagadzirisika Here?
Bhaibheri rakagara rataura nezvekuparadzwa kuri kuitwa nyika uye kuti kuchasvika papi.
Mutemo Wakapiwa vaIsraeri Waiita Kuti Nyaya Dzitongwe Zvakanaka Here?
Pane pfungwa ina dzaibatsira vatongi vemuIsraeri.
NYAYA YEUPENYU
Kuwana Makomborero Mubasa raMwari
Makore 65 akapfuura, pane zvakaitika muupenyu hwaPeter Carrbello zvakachinja upenyu hwake.
Shanduro yeSyriac Peshitta —Inotibatsira Kuziva Zvakawanda Nezveshanduro Dzekutanga tanga dzeBhaibheri
Bhaibheri iri rekare rinoratidza kuti mamwe maBhaibheri emazuva ano ane dzimwe ndima dzisingawaniki muzvinyorwa zvepakutanga tanga.
Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
Tinofanira kunyengetera kungirozi kuti dzitibatsire here?
Zvimwe Zviri paIndaneti
Chii Chinonzi Umambo hwaMwari?
Ona kuti sei hurumende yaMwari yakanakisisa kupfuura hurumende dzose.