NHARIREYOMURINDI January 2015 | Hurumende Isina Uori

Vanhu mupasi rose vanoona sekuti masangano ehurumende ndiwo ane uori hwakanyanya. Inhema here kuti pachava neHurumende isina uori?

NYAYA IRI PAKAVHA

Kuipa Kwaita Uori Hwehurumende

Dambudziko racho rinogona kunge rakatokura kupfuura zvaungafunga.

NYAYA IRI PAKAVHA

Umambo hwaMwari Ihurumende Isina Uori

Pane zvinhu zvitanhatu zvinoitwa neUmambo zvinotiratidza kuti hahufi hwakava neuori.

BHAIBHERI RINOCHINJA UPENYU

Chokwadi chemuBhaibheri Chakapedza Nyota Yezvandaida Kuziva

Mayli Gündel akarega kutenda muna Mwari pakafa baba vake. Akawana sei chitendero chechokwadi uye rugare rwemupfungwa?

Varume—Garai Nemadzimai Enyu Zvakanaka

Mhuri inogona kuwana zvose, asi ichishayiwa chimwe chinhu chinokosha.

Waizviziva Here?

Shoko rekuti eu·nou′khos rinorevei maererano nekushandiswa kwarinoitwa muBhaibheri? Nei vafudzi vanotaurwa muBhaibheri vaiparadzanisa makwai nembudzi?

Tinofanira Kunyengetera Kuna Jesu Here?

Jesu pachake anopindura mubvunzo uyu.

Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa

Vanhu vakasikwa naMwari here, kana kuti vakabva kumhuka?

Zvimwe Zviri paIndaneti

Bhaibheri Pane Zvarinotaura Here Nezvekuroorana Kwengochani?

Muvambi wewanano anofanira kuziva kuti, kuti vanhu vakaroorana vachembedzane uye vachifara vanofanira kuita sei.