Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Ngatigutsikane

Ngatigutsikane

Dhaunirodha:

  1. 1. Zvinoyevedza zvenyika

    Zvoita sekunge zvinofadza

    Nyange tikava nazvo zvese,

    Zvinotipedzera nguva.

    (KORASI)

    Tigutsikane.

    Tochengetwa naMwari.

    Tigutsikane ku’tifare.

    Tigutsikane

    Upenyu huve nyore

    Tigutsikane ku’tifare.

  2. 2. Tinapo pekugara,

    Zvekudya tova nazvo.

    Tikagutsikana nezvishoma,

    Upenyu huchanakidza.

    (KORASI)

    Tigutsikane.

    Tochengetwa naMwari.

    Tigutsikane ku’tifare.

    Tigutsikane

    Upenyu huve nyore

    Tigutsikane ku’tifare.

    (BHIRIJI)

    Ngatiedze kuzvi’ta

    Mwari ha’mbotisiyi

    Oziva zvatinoda.

    Jehovha ane rudo.

    Tinovimba naye.

  3. 3. Kugutsikana kunozorodza!

    Mutoro wedu wazoreruka.

    Zvaitiremera tazvibvisa,

    Tichashumira zvizere.

    (KORASI)

    Tigutsikane.

    Tochengetwa naMwari.

    Tigutsikane ku’tifare.

    Tigutsikane

    Upenyu huve nyore

    Tigutsikane.

    (CHORUS)

    Tigutsikane.

    Tochengetwa naMwari.

    Tigutsikane ku’tifare.

    Tigutsikane

    Upenyu huve nyore

    Tigutsikane ku’tifare.