Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Ipa Jehovha Nguva Yako

Ipa Jehovha Nguva Yako

Dhaunirodha:

  1. 1. Zuva ‘ipfupi,

    Zvekuita zvakawanda.

    Tingatotadze kunyengetera.

    Asi tinotofanira

    (KORASI)

    Kupa nguva Jehovha,

    Muhupenyu hwedu.

    Nyika isambokubvise kwa’ri.

    Nguva ipa Jehovha.

  2. 2. Shamwari dzinotaurirana.

    As’ tomuudza sei?

    Angatinzwa sei?

    Toziva sei?

    Ariko

    Kutoti. . .

    (KORASI)

    Tapa Mwari nguva,

    Muhupenyu hwedu.

    Nyika isambokubvise kwa’ri

    Nguva ipa Jehovha

    (BIRIJI)

    Tenga nguva udzamise pfungwa.

    Zvione uri muparadhiso.

    Usambobirwe nguva.

    Tenga,

    Nguva.

    Tenga

    (KORASI)

    Nguva ipa Jehovha

    Muhupenyu hwako

    Nyika isambokubvise kwa’ri.

    Nguva ipa Jehovha.

    Nguva,

    Tenga.

    Tenga.

    Tenga,

    Nguva.

    Nguva

    Tenga,

    Nguva.