Nyaya Dzeupenyu Dziri Mumagazini Edu
Shandisa malink ari pasi apa kuti uone nyaya dzeupenyu dzakawanda dzeZvapupu zvaJehovha dzakabudiswa kubva muna 1955. Unogona kuona nyaya dzacho dzakarongwa zvichienderana nezita remunhu wacho kana kuti nemusoro wenyaya yacho.
Dzakabudiswa Kubva Muna 1955 Kusvika 1985 (dziri muChirungu)
Dzakabudiswa Kubva Muna 1986 Kusvika Pari Zvino (dziri muChirungu)