Enda pane zvauri kuda

MABHUKU ANE MASHOKO ANOBATSIRA PASI RESE

Zvapupu zvaJehovha Zvinoona Sei Zvematongerwo Enyika?

Zvapupu zvaJehovha Zvinoona Sei Zvematongerwo Enyika?

Zvapupu zvaJehovha zvinoteerera zvinotaurwa neBhaibheri saka havapindiri mune zvematongerwo enyika. Hurumende dzakawanda dzinoziva kuti kusapindira mune zvematongerwo enyika kunoita Zvapupu kunobatsira kuti munyika muve nerugare uye vanobvumawo kuti Zvapupu zvinotevedzera mitemo, zvinoremekedza uye kuteerera vane masimba.