Enda pane zvauri kuda

Nyaya Dzichangobva Kubudiswa Papeji Yekutanga

 

Ungaita Sei Kuti Uzive Pekugumira Pakunwa Doro?

Zvinhu 5 zvinogona kukubatsira kuti unwe zvine mwero, kunyange kana uine zviri kukunetsa.

Vanhu Vakawanda Vari Kusurukirwa

Ungaitei Kuti Usanyanya Kusurukirwa?

 

Mwari Anoda Kuti Tive Nemutsa

Zvine basa here kuti uitire vanhu vose mutsa? Mwari anoona sei unhu uhwu?

Vanhu Vachiri Kuremekedzana Here?

Ona mazano anogona kukubatsira kuti uzviremekedze, uremekedze vamwe, uye ukoshese upenyu.

 

Nei Mwari Achikosha Muupenyu Hwedu?

Ona kuti kuva neukama naMwari kunogona sei kuita kuti uve neupenyu hunofadza uye hune chinangwa.

Ndoita Sei Kana Ndichishungurudzwa Nevamwe Paindaneti?

Zvaunofanira kuziva, uye zvaunogona kuita kuti uzvidzivirire.

Kuti Ukwanise Kutevedzera Jesu Unofanira . . .

Jesu aiita zvinhu izvi zvisere muupenyu hwake paaiva pasi pano.

Uchasarudza Mutungamiriri Upi?

Bhaibheri Rinomboti Kudii?

 

Halloween Yakatanga Sei?

Zvine basa here kuti matangiro uye zvinoitwa pamhemberero yeHalloween zvakabva kuchihedheni?

Bhaibheri Ringakubatsira Sei?

Ita kosi yeBhaibheri yatinoitisa kuti uwane mhinduro yacho.

 

Zvichafamba Sei Kuti Pasi Rose Pave Nerugare?

Ona kuti Mwari anovimbisa sei kuti achaunza rugare pasi rose achishandisa Umambo hwake.

Kuwana Mufaro Wechokwadi

Magazini ino yeMukai! inoratidza kuti mazano ari muBhaibheri angakubatsira sei.

 

Makomborero Anobva Kuna Mwari

Inzwa kuti makomborero api, nei uchigona kuva nechokwadi nazvo, uye zvaungaita kuti uzowana makomborero iwayo.