JW LANGUAGE
Mibvunzo Inonyanya Kubvunzwa—JW Language (Android)
JW Language inoshanda pamidziyo iyi:
Matablet nemafoni anoshandisa Android (kutangira paAndroid 4.1 kana kuti imwe iri pamberi peiyi)
Nekukurumidza ichange yava kukwanisa kushanda pamidziyo inotevera:
Matablet anonzi Kindle Fire HD
Hapana urongwa hwekuti ishande pamidziyo inotevera:
Matablet nemafoni ane Android 4.0 nemamwe akaitangira kubuda
Kindle Fire
Shamwari inoziva nezveJW Language inogona kukubatsira. Kana isingakwanisi, tapota zadza uye tumira fomu redu repaIndaneti rekukumbira rubatsiro (Rinongowanika muChirungu chete).