Zvapupu zvaJehovha—Philippines
- Vagari vemo—113 964 000
- Zvapupu zvaJehovha—253 876
- Ungano—3 552
- Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa464
KUBVA MUDURA RENHOROONDO YEDU
Kushumira Jehovha Pasinei Nekuoma Kweupenyu
Kuma1970 nekuma1980, Zvapupu zvaJehovha zvemuPhilippines zvakatsungirira kuoma kwezveupfumi. Inzwa kuti muenzaniso wavo ungatibatsira sei mazuva ano kana zvinhu zvikangoerekana zvatichinjira.
NHAU DZAKABUDISWA
Makore 75 Mamishinari Achiparidza muPhilippines
NHAU DZAKABUDISWA
Mhepo Ine Simba Uye Mvura Yakawanda Yakanaya kuPhilippines
NHARIREYOMURINDI—YEKUDZIDZA
Kuva “Zvinhu Zvose Kuvanhu Vemarudzi Ose”
Mabasa akawanda akaitwa naDenton Hopkinson muupenyu hwake akamubatsira kuona kuti Jehovha anoda vanhu vemarudzi ose.
NHARIREYOMURINDI—YEKUDZIDZA
Vakazvipa Nemwoyo Unoda kuPhilippines
Ona kuti zvii zvakaita kuti vamwe vasiye mabasa avo, vetengese zvinhu zvavo, uye vatamire kunzvimbo dziri kwadzo dzoga dzekuPhilippines.