Chidzidzo 10: Iva Nomutsa Uye Usanyima Vamwe
Kuda naSarudzai vari kudzidza kuti havafaniri kunyima vamwe. Iwe unopawo vamwe here?
Zvimwe Zvaunogona Kufarira
IVA SHAMWARI YAJEHOVHA—MABASA EKUITA
Gadzira Mota yaKuda
Prinda, cheka, uye batanidza zvidimbu zvemota yaKuda yekutambisa.
MAVHIDHIYO
Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha
Dzidza kubva kuvanhu vanotaurwa muBhaibheri vakava shamwari dzaJehovha
ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI
Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana
Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.